1
/
of
2
Dzvinyu Kuzambira Zuva
Dzvinyu Kuzambira Zuva
Regular price
£9.50 GBP
Regular price
Sale price
£9.50 GBP
Unit price
/
per
Tax included.
Couldn't load pickup availability
Mwana Dzvinyu Farai, anoda kuzambira zuva pedyo nebopoma nekuti anoda kutamba nemvura.
Murungano urwu makashandiswa mifananidzo nemazwi anotsanangudza ngano iyi nenzira dzinobatsira kuti vana vanzwisise zvinotaurwa netsumo.
Publisher: Dzefunde
ISBN: 978-1-915374-00-4
Number of pages: 22
Dimensions: 222 x 277 x 7 mm
Mifananidzo iri mubhuku iri inobatsira kutsanangudza ngano semataurirwe adzinoitwa mururimi rweShona. Bhuku iri rinobatsira chaizvo kutengera kuverengera neku dzidzisa vana rurimi rwedu rweShona. Rungano urwu rwunogona kuverengerwa vana pakurara.
Share

