Skip to product information
1 of 2

Chinangwa chaHanda

Chinangwa chaHanda

Regular price £9.50 GBP
Regular price Sale price £9.50 GBP
Sale Sold out
Tax included.

Mifananidzo iri mubhuku iri inobatsira kutsanangudza ngano semataurirwe adzinoitwa mururimi rweShona. Bhuku iri rinobatsira chaizvo kutengera kuverengera neku dzidzisa vana rurimi rwedu rweShona. Rungano urwu rwunogona kuverengerwa vana pakurara.

Murungano urwu makashandiswa mifananidzo nemazwi anotsanangudza ngano iyi nenzira dzinobatsira kuti vana vanzwisise kusiyana kwemhuka

Publisher: Dzefunde
ISBN: 978-1-915374-01-1
Number of pages: 22
Dimensions: 222 x 277 x 7 mm

View full details